@wicknellchivayo Sir Wicknell you deserve peace with your new wife, it's time to stop her nonsense now. So must now set an example to the ladies there, it's now stressing even us.
Every man needs peace
@wicknellchivayo She said a lot to the world and said she divorced you achitukirira nezvinyadzi zvese munyerere until now. Nhasi akudeyi futi kwamuri. Now the law must take actions
@wicknellchivayo Her altitude stresses you Sir and stresses me also as a Man nekuti pachivanhu kunonzi kutsva kwendebvu varume tinodzimurana. The behaviour of Sonja is now above the limit. It's time you must take actions against her.
@wicknellchivayo Sir Wicknell ini hangu handina mari, handina chandinacho asi ndaifanira kukuitirayiwo something to show you my appreciation for your good decision you make kusiyana uye kufuratira Sonja for the rest of your life and move on. Makasungura moyo wangu
@wicknellchivayo Madofo sei muchiita life insurance yemukadzi wako, vana, baba or amai uchitozoitora mari yacho yave ma millions toti unenge wauraya hama here? Zimbabweans tinofanira kunyara kahunhu kakafumuka aka. Tive vanhu vane rukudzo neruremekedzo. Thank you Sir Wicknell
@wicknellchivayo Zimbabweans takadzungaira hatizive zvatoda saka tichitambura ๐ค๐พ, makazara pamedia hee Sir Wicknell dai vamuonawo anoda rubatsiro panguva yakaoma iyi. Heee government dai yamuonawo. Arangarirwa makutukirira, uye kupopota.
Hudofo ndiho hunotinetsa, inga kune insurance yemunhu
@TembaMliswa Congratulations Temba, I'm proud of you also that no matter what people say about your children, you keep on taking a roll of a father. While those with big mouths their children are failure in life like fathers like mothers