@pablo_weDrip Baba vako kana Mai vako pavakashaya wakaprinter T shirt here or waingogona kuumba misodzi mumaziso .... kuita T shirt ahis respect zverufu azvis zvekuda kuzivisa nyika yese kuti ndachemawo ... respect inopihwa nenzira dzakasiyana kwete T shirt chete
@msknaweHotWings Miromo yakuitwa manapukeni takarivara whoever akaIntroducer mapumper please take your pumpers let us use manapukeni cz zvipeneti zvakuiswa pasiripo๐๐๐๐๐๐