@daddyhope Its so painfull zvirikuitika munyika medu. Vanhu tirikundira zvinhu izvi these heartless people vongouya havo kungotora. @daddyhope i have a friend akadawo kuzama kuwisa matrucks ake 2 from SA to Zim trucks iwawo akanyudzwa nyaya yake inorwadza hauna wekudza
The men with brains don't use their mouths to think they use brains......President @Julius_S_Malema Africa is proud of you!! You are such Typical example of brains π§ that represents us very well...Africa is led here!!