@munana_zw@Gracelands03 Saka mukuti aurayiwa kuma Mpostori
Mkadzi wa Chiwenga akafa wani ari ku Pentecost
Ko vanoita ma Accident vachibva kumusangano wema Pentecost
Hapana ane imba panyika imiii
Nyangwe imi muchangofa kana Mwari akukudai hazvina Mwaka izvii
@Agnes75788769@ZimEye Iwewe unomuziva Mwari here iweee
Inga Jesu murungu mongomunamata waniii
MWARI ANOMBOZVIDA HERE ZVEVANHU VANODA KUNYEPERA KUNGE NDIVO MA HAMA DZAKE