Ndakazvipa mutemo wekuti bbe haritextirwe ka2 risati rapindura kana kuti rikakutextira wopindura ipapo ipapo. Rinombopiwa ma blue tick deliberately. Don't be too available Broo!!
🇿🇼Zvadirwa shuga izvi zvakutapira kungori kudai nekudai.
🇿🇼Zvigunwe zvichingofamba pese pakanzi follow uchisiya paita blue time wotoona ma followers achiwedzera.
🇿🇼Zviri nyore ukaita👇
~Retweet
~Like
~Follow everyone ari on board
~And most importantly ita follow back
Apo👇