@JonesMusara ZiFM ndoinovhota here or vanhu vanoiterera ndovakavhota why Muri selfish imi kana munhu asiri weZanu hafaniri kuwinner here why exposing your self kudaro ...why do you want us to vote for mbavha tichisiya munhu Ari kuexposer mbavha...being a ZANU PF hazvirevi Kuti you own Zim
@snowballOfficia Majaira kuwinner neku rigger mukutonetsera misred Kuti why asina ku Rigger ...ndiyani asingaxivi Kuti Fadzi is exposing corruption ikuitwa munyika even your second man anozviziva Kuti mukubiwa munyika same mbavha dzikuba ndidzo dzamukuda dzipiwe award
@nelsonchamisa Mr Chamisa ndichafara mukandipindura mubvunzo unotevera... I'm asking on behalf of Africans including those in power from Cape to Cairo .... Apart from changing Raramiro yevanhu muZimbabwe...chii chamuchaitira Africa kana rimwe zuva Mwari vakazokubvumirai kutungamira
@Knick_RSA South Africa can't depot Nigerians , Congolese, Ethiopians they just do catch n realise like Zim woman on sex ..they only deport Zimbabweans, Mozambique, Malawians only neighbouring foreigners
@snowballOfficia No even if it was me bro ibasa rehurumente kutengera zvirema mawheekchair not Fadzi Fadzi haana Mari ... Greatman angadai akaudza ED Kuti we want mawheekchair akawanda musatipa mota bcz takawanda
@joseph_kalimbwe When Gaddafi killed by Americans South Africa remains silent..when same America gv illegal sanctions to Zim Mandela was laughing RGM and make jokes with Zimbabwe Africans brother n sisters are burnt alive in SA and denied access to hlth care with SAns you want Africa to support
@Thuso1Africa@_AfricanUnion Same America killed Gaddafi but we didn't hear From South Africa....when America gve Zim illegal sanctions Mandela was laughing RG making Jokes with Zimbabwe now it's South Africa you want the whole Africa to support South Africa..blck Afrn foreigners are killed in SA