@GWANJEZ My frend some white forks still treating blacks with racism check police brutality on blacks check who make fone calls to police if you see a black man sitting in the park ... its a lot but let me leave you alone
@freemanchari Saka iyezvi nezvirikuitika mukufara ka nekuti zvakutoda opposition ivepo tikusekwa panze apa nekuti nyika yava yemhuri imwe inotonga chamakawonera nhamo nficho here
@loiceMututuvar1 π€£π€£π€£π€£π€£ havasi vana vechikuru here ivavo coz stage iyoyo takaiita was but sezvinorehwa hakuna stage yaunojamba pakurarama unotoiita chete thank God i did it at its time
@loiceMututuvar1 Ah vanhu vanoba zvakachena saka shatrisha ukazoglower unogona kutobiwa futi vanhu vakashaya kuti ko ndeipi manje have seen experienced it saka aiwa ndakura hangu