December is here patirikusangana semhuri tisabvunzane kuti
-ko hausati waroora kanakuroorwa
_ko ukushandepi
_ko hausati wane mwana
_ko kuwonda kudai chii
let us just thank God for hupenyu .todya mupunga nenyama .todzokera kwatoraramira tiri .tisakwidzane BP please