@Jamwanda2 Vamwe vane miono yakasiyana are regarded as opposition and their destiny is prison, humiliation or if lucky they are bought into puppeteering. The same failing policies and their bearers keeps spinning same tactics
@wicknellchivayo Asi nhai mukoma Wiki, kuchine here department re hurumende ramusina ku patronise ne wallet yenyu, if you care to learn, that's controlling
@TembaMliswa This is the best president can do to those who voted for him and yet no one deems it a threat to the silent majority. Enda unorutsa ropa revanhu vewakauraya Themba
@nickmangwana Inini i believe the constitution only requires bicycles bcoz it is only when they're dished to the poor war-vets that the constitution gets amended
@lilomatic@begottensun So your big party hina kana representative mu parliament, ndiwe nema friends ako chete hence you support 2030, zvino wadii wangobatana nava Munangagwa ve2030 muite /uvape zvaunofunga kuti ungabatsiridza munyika zvitoshanda nhasi uno instead yekunotangana nevanhu vaushora daily
@dereckgoto Ugoona mazidzoro kukura vanhu vese ava but njere kungofunga hu ngochani chete, chenyu kungofunga kuita or kuitisa vamwe varume kwete kuvaka nyika yamunonyepedzera kuda pa social media
@CMukungunugwa These are pictures not speeches Muku, ko moda kuita madununu mese here twukomana twekutengerwa ma phones, just share their views towards the CABbage bill, be it videos, voice notes, written notes etc kunyange usingabvumirani nazvo. Zveshuwa mese nana Mutisi kuita matununuπ€π€π€