Makati #CAB3 bhoo zvekuti mairevesa here imi maghetto yuts?,, mamambo dhipisa kuti zvikurevei funga 5 years from now zvinenge zvavei ?..15 years iwewe nevana vako ndimi memuchiripo,, horaiti wagona watenga imba nemota,, mwana wako what are they gonna inherit madhiri?.. that are just SI away from kuti zvidhakwe ?hapana zvaunenge waita wangosiira mhuri nhamo yakafanana.. mari haugoni kuchengeta mu bank kune macharges ekuti wega unopererwa apa pamunhu akuhora $150.. The best investment you can leave for your kids and also have for yourself kusiya nyika yakanaka.. A generation yevabereki vasingatarisire kuzochengetwa nevana vavo inotanga nesu..Investment iyoyo yaukuita “masolar, borehole etc” zvinhu zvinozongodhakwa vamwe zvatotanga kuoma , solar kugara uchichinja mabattery,,,, tikangoita zesa ne zinwa zvishande hona quarter yema worries yatoenda..now imagine zvipatara nice, cheap/free education, penjeni bho, transport system,, nyika haingambonzi kukwira public transport ko makisa because zvese zvipoto unototenda tenzi kuti waburuka usina tetanus..Ukamira kungozvifunga iwewe ka.. unotozoona kuti dambudziko nderedu tese kugadzirika kwaro zvonakira tese..🤔🤔