@jonathanlupand0@Makanjila_23 coz i need one that's why it's not the if you look closely you can see where the hdd used to sit then the cable would go under the battery onto one of the slots just about it
Hello Crime Watch Zimbabwe. Ndaona nyaya yekuFidelity yawaposter inini ndatambura nayo. Ndaiisa mari ikoko since 2019 so that I would harvest it kana mwana aakuenda kuSecondary for Form 1. I was contributing around $30 per month. I went there last year and filled maForms ekuti vachimira kubata mari then voDepositer yacho yandaiContributer yandanga ndakuda kuharvesta into my account. If I tell you kuti kubva last year up to now maStories after stories. Mari muAccount havasi kuisa ndatoneta nekuendako. MaEmails ndaneta kunyora ndichiita follow up havapindure. Kufona chaiko vanondiisa paHold for 10 minutes ndotozocutter ndaona kuti hapana. Fidelity handina mate nayo ndaneta nekuita follow up.