@BabesweHunters Fill your cups first. Then mozo filla dzevabereki. Mukavaka, muchaisa muzita rani? Nemafungiro aya, chances are high kuti kana vabereki vashaya pasina will and imba yonzi to be shared amongst surviving children, munogumbuka zvekuti heke
@BabesweHunters Childbirth is something else. I appreciate how you love her. Help her stay on meds, get her a helper or a good relative to help nezvinhu zvingada kuitwa pamba so that she nyatso recovers pasina pressure. Panopfuurika apa
@PhiriTofara Kana iwewe wakazvitaura zvekuti haasi wako saka chanetsa chii? Wakuda mari yembinga? Pazvese zvelife yemwana uyu, chakubata kuroorwa kwake nembinga? Rega vakachengeta mwana vadye pfuma. What's important is for you to bless the marriage, chete, kwete greed yawakuratidza iyi🙄🙄🙄
@BabesweHunters@24 Kana asiri kushanda, ngaatsvake basa otoita plans to move out soonest, oita develop himself, soon anotangawo mhuri yake. 24 years dzakawanda idzo, akura uyo.
@BabesweHunters Another random thought, iwewe se shamwari it's not advisable kuti uve pakati pevanhu 2 varikutorovana zvavo, haaah. Udza hama dzemunhu out of the goodness of your heart, shamwari yako inobatsirika. Vanosvikepi vachirovana pamba pako?
@BabesweHunters Hapana hama yake yepadhuze here yaungamuudze ataure nayo, or vabereki or sibling or something. Zvikamuwana zvinomuwana aripamba pako haubude munyaya yacho zvekumhanya. As a good friend, advise her amboenda kuhama.
@BabesweHunters Iwewe at 21 waifunga kuroora here? Siya mwana akure uyo especially kana usingade zvekumuendesa ku out kwacho nekumutengera tunhu, wotsvakawo vezera rako vava ready to settle. Mwana akazvarwa 2005 apa padhuze apa, imbomusiyai.
"Benue Lady who left her marriage less than one month after her Traditional wedding has finally spoken.
According to the lady, she decided to leave the marriage after discovering that her husband had two children in Abuja, each from different mothers. She claimed that the first child is a five-year-old daughter, while the second is a three-year-old son born to another woman.
She further stated that her husband should not bother searching for her, but should instead focus his attention on the mothers of his children".
Based on the lady's account, do you think she was right or wrong in her decision?