@Chief_Teez_y@AllanVirimai True most of the issues with the wet belt ari pamaintenance but zvakadaro even under warranty,they still fail in quiet high numbers. Even with those issues,I'd still go for Ford over Toyota hangu,just preference
@Chief_Teez_y@AllanVirimai Unoziva tunhu twako,ford imota
Just that chiwet belt chavakaisa pane mamwe maengines chiye chakadhakwa,glad the latest models haana
@Simba_LionDRED@OkaPhusisa@samkebusiness Akuda kuti Hollington ndiye aunze PPE...one thing I have learnt with most of the takes dzevanhu panyaya iyi ndechekuti nyika yedu haizombofe yakaita drought,misoro yevanhu yakachengeta mvura hayo
@OkaPhusisa@samkebusiness Hapana grandstanding apa,icho ndicho chokwadi chemahara muchinda uyu could have easily been the 4th victim...mahoneysucker ariko wani