2021 palockdown masoja akasvika paitengeswa huku nemavendor munhu wese akarova sporo achisiya macage avo. so vakangotora huku dzese from different cages bvava pakira mucage one zvikanzi muchasara muchikiyana mega isu tabaya isu..Vanhu vakasara vachinetsana because hapana aiziva kuti dzake ndedzipi. Umwe mdara wekumalawi ndiye ega akagona ku identifyer nekutora huku dzake.. Akangosvika akaridza muridzo huku dzake dzese dzikatanga kusekerera๐ซก๐๐ฝ๐๐พ
Good evening @ishowspeedsui , this is Terry. I run the best Rural Restaurant in Zimbabwe. I trust you will be in Zimbabwe during your African tour. If your itinerary permits it will be an honor for me to give you the best Rural stream.
Fam lets get Speed to see this๐๐ฟ๐