@_wekwaGutu@CrimeWatchZW So kana pakazara iwe neni vasina chavanoziva so achabatsirika sei uyu kana achida ku raiser awareness yemunhu azama kumubatsira?
@masachirandu@CrimeWatchZW Hapana Hasha everything is okay. Not everything should be posted online he/she could've gone ku zimra and cvr and compare then chose what's best for them, definitely no need yekuisa invoice yeumwe munhu uchiti uku raiser awareness I'm mota yaakatenga akatofara nayo
@Bigseven_6@CrimeWatchZW tikuti ma office ezvinhu izvi ariko, if you approach someone uchida service kwaari zvaunoziva kuti wega unokwanisa kuita why then post it uchiti uku raiser awareness?
@paultungwarara We know this is for optics, makangotorwa PIC mukuru ne team ramuri kupa Gold, why would a ship and yatch manufacturer come to invest in a land locked country? Same nevakaunza snow graders ku zim
@JeannieMutero@CrimeWatchZW Tanzwa nawo ma 50km/hr epa Tanzania apo akazara ari pese pese that's clear road signage, if it's for the safety of the public ngazvioneke kana zviri zvekunyangirana toziva