@PhiriTofara the honest truth is people think its easy out there cz they have made it in life or things are going their way, kunze kwakaoma uko anhuwe ,mnhu wese ari kutozama kut zviite asi pamwe zvinoramba
@sam_dzivah ita budget of 5k
you get something better ,even a mark x 1st gen very clean unoiwana ,zvana 4k izvi unoita hama yamakanika chete
but yeah you can get a Nissan Tiida