@FlurryJimmy2@Shadaya_Knight Yes. If you can read his last statements he says that women should stop lifestyle from men and doesn't mention white men or black men.
@loiceMututuvar1 I'm using a ghost account. I have very few followers. I gain nothing from kunyepa saka ndonyeperei? Izvi zvakatoitika and I'm very proud of myself😂
I say to you munhu wese akadyirwa bby go and take your revenge😂
@loiceMututuvar1 I'm with you one hundred%😂 Ndakambodyirwa bby nedzimwe married man ane mari haaa I took my time but after a year ndakazongomudyira wifaz yake and I sent him proof. He's now divorced😂😂😂😂
@SirGuuu@taspace_@TinShav1@loiceMututuvar1 Zvawataura ndazvinzwa but vanhu vane mari varikungodyirwa vakadzi nevanhu vasitorina wani. Why does this particularly seem to be untrue?
@BabesweHunters From what I understand unobvisa yehumai ndiyo yakakosha not roora rese and kuside kwana sekuru kuriko kwawakareerwa unobvisa yechiredzwa only not kubvisa roora like wakuroora amai
@loiceMututuvar1 Do something uchitsvaga not kungogara pamba. Chero uchitengesa maputi unogona kutoita lucky and strike a convo with someone who can help you. Don't just sit at home sending cv's something in the meantime.