@EcoCashZW I can not log in to the app it keeps on saying 'your no is log in on another device of which has been stolen a month or ago saka ndoita log out how ndisina phone yacho? I talked to your whatsapp help line but vanopi dura after 2 days vachikuudza zvisina basa vasingakwanise help
@bla_bidza Ndosaka vachizo rigger coz munenge mavapembedza kare. Unitaura as if inohwinha ma free and fair elections ne mobilization yacho and yokumanikadza vanhu futi. Unoshay iwewe
@VMusinachirevo Ibenzi uyo aifunga kuti she can turn everyone to go aginst Chamisa and support zpf in the name general but zvakaramba now akuti maZimbabweans are stupid coz taramba kuteerera tsvina dzake. Anorwadziwa munhu iyeyi
@LynneStactia Munhu wese anenge atadza kusvibisa zita ra Chamisa ends up akutuka ma Zimbabweans kuti ma stupid coz varamba kuteerera madhodhi avo avanotaura neku sapota munhu wavanoda. Ndimi ma stupids makatizamu Zim monohukurira kunze uko makuzviona as if u are brave.