Nhai, kune maguta ane over 10million people, hutsanana hutsanana chete. No excuses!
Tokyo, Japan: ~33 to 37 million
Jakarta, Indonesia: ~41 million
Delhi, India: ~29 to 33 million
Dhaka, Bangladesh: ~21 to 36 million
Shanghai, China: ~24 to 28 million
São Paulo, Brazil: ~18 to 22 million
Mexico City, Mexico: ~22 million
Cairo, Egypt: ~21 million
Beijing, China: ~20 to 21 million
Mumbai, India: ~20 to 21 million
Haana ma expense or kuhodha sezvinoita ma business mazhinji. Yake i profit chete plus ZIMRA haimutevere. Dzimwe nyika dzaigona kuda kuziva kuti pamari dzese dzaurikupa vanhu plus mota dzese idzo supposed to be profit pane zvaunenge watengesa but hapana ane simba racho because of toxic or broken system. To just give someone $250K cash as donation raises a lot of questions kune dzimwe nyika!!
@BVChironga@loiceMututuvar1 5 months 🙄 asingazive ma duties ake? 6 weeks after birth is recommended! Anoita depression yei,vanhu ngavagadzirire mentally and physically for those challenges before getting or jumping into marriages!