Dear Zimbabwe: I am very sorry for having campaigned for & supported Cde Emmerson, Dambudzo No.1 Mnangagwa. Frankly speaking, hapana kana chinoziikanwa paye Mukaona munhu anokwira ndege kuzopemberera smile yemurungu mobva maziva kuti hapana hapana. We are on our own.
@owen_um_Oh Kuomera kwe team redu, rongofunga kuti doro ropedza mari. Of which boys dzekusamwa kazhinji dzine ma sport adzo anowarova home kupfuura isu tinomwa.