@wicknellchivayo kana vasati vakukuti wakaromba or kuba ziva kuti hausati wane mari'''''............so these attacks simply means you you have made it in life
@wicknellchivayo Ini zvangu i dont ndinongoti dai mamutengera imwe ......there are pipo who stand by you in time of need those pipo when things go good for you .....ndovaunotanga kuitira zvakanaka it will be a pay back....so let him recejve we dont noe what happenned behind the scene
@wicknellchivayo Zimbabweans it now high time we should crown this men kuti imbinga yenyika........no one in Zimbabwe akapa vanhu mota to this extend.........Whether you like it or not this is not stolen money lets now agree bcz no one can steal and still give to people...........
@wicknellchivayo The guy anonzi Wicknel ndiye chete aka bvisa kushorwa kwaitwa vapositori munyika yeZimbabwe......izvezvi zvatove neSwag kuti ndiri mupostori.......this guy should be given the same chiar naMwazha