@Nashienashe Not vese pandaive paattachment taive nemuCongolese aive paAfrica University, Her family and fiance were loaded. Pocket money yaaipiwa isalary dzevazvinji
@oliverburdick I cor 10:13
No temptation has seized you except what is common to man. And God is faithful he will not let you be tempted beyond what you can bear
@RealTalkFadzie Munhu anouya nenyaya yake ikuratidza one side,pakutadza munhu wake chete and akuda timubatsire nedecision yake. Iye paanga achitonyora zvese izvo haana kutoita decision?