@wicknellchivayo Pfoooooo๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ hanzi kana achiba mari yacho musungei in Mukanya's voice zvimwe zvacho you jus need to shut up and appreciate mwana wevanhu achiita zvinodadisa to Frets its congrats the sky is the Limit to @wicknellchivayo jaya mupfumi we this generation tinotenda
@wicknellchivayo Pfooooo ๐ฅ๐ฅ๐ฅ bible story repeating itself again jaya mupfumi na Lazarus but with a diff version ..in the bible jaya mupfumi was greedy with his fortunes did not want to share ..but now what we witnessing jaya mupfumi he is sharing his fortunes with eveyone ๐ค๐ค๐ค
@wicknellchivayo Pfooo๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ ....kutenda Moyo pakukurudzira vanenge vachivaka nyika yavo mukuru it is a motivation to those whom will want to sacrifice for their nation pamwe pacho haisi nhau yepfuti kuti uve gamba asi ukaita chinhu chinoratidza hunhu kuvanhu munyika yako tnotenda mukuru
@metsbarmby@FCPSupporters@FCPlatinum Munhu iyeye deserves to be muZim national team ๐ฅ๐ฅ๐ฅ kwete zvevamwe vakadzingwa kuchando ne team iri muD2 vanongounzwa kunyika pasina bhora ravarikutamba ..