@antomukuwa ngaauye ku 30 days 30 busines ideas series isati yavhara for the year. where you will get 30 ideas anoiswa daily for 30 days. hazviite kuti ushaye ako 5 then you can narrow down to 3 then finally choose to go with 1.
When you retweet we end up raising $0.10. So even if you don't donate just by retweeting you are helping us reach people who will end up giving to the cause. Thank you
https://t.co/zzhyeRYe5M
Zvekuudzana kuti ita business rehuku ka u need north of 20k kuti uite 4.5k-5k birds apa Profit yacho inenge irir 30c/bird(worst case scenario)- 60c/bird(windfall). saka manje mari iyi inokwana kutenga corehouse! woita risk it for 6 wks kuti uwane $1350? capital yakadai inobvepi?
zve licemce rema whatsapp groups is proof that being young doesn't mean uri innovative or unoda development. vari kutoda kutidzosa ku analog isu tanga tave digital!
Vanhu vari kudzoka ku Zim kubva diaspora mukanzwa muchinzi itai zvehuku as a project/business plz imbomirai. Capital inodiwa for just 5k birds(25k) unobuda ice uchiona ma USD achibuda apa Profit yacho ma1! Regerai vakomana. you will lose ๐ฐ
https://t.co/HPymlpiPwu
makweretero akuita vanhu mari dzema loan shark to start busineses/projects in Zim unotoona kuti takadzidza but hatifunge!unoshandira munhu and kana mari yaakudiwa unofema ice! siyanai nazvo zvekuita business Idea ye 5k iwe uine $500. unotoona kuti uri kukama nyoka!unofa wakamira
@OkaPhusisa ๐คฃvanokwereta vaine theoretical business azopinda mu practical ndopaanobatwa ne confusion cz mari hadzichasangani manje apa intrest yaakudiwa
@begottensun hakuna munhu anogerwa asipo guys NEVER TRUST ANYONE. my own employees opened their school inside my school! using my space resources and marketing budget it's crazy and they wre getting paid above average salaries
@antomukuwa at this point at least ari kugadzirwa because dai sadc isiri kuuya taisagadzirirwa ma roads acho! government should do better always because itori basa ravo to improve and build infrastructure yenyika. zvavaita Kuma roads dai vaita kuzvipatara tichidaro tichidaro.
@dollavandolla @antomukuwa it's this kind of thinking yekuti only zanu pple got land! anyone who wanted land at that time (land reform time)could have gotten munda. vanhu vaisada havana kuitora vachiti ndezve musangano!!!
@antomukuwa taste chete ne source Tingamira price point justifies izvozvo. zlg insurance ye council yakangoiswa ma chemicals price yavo ndeye packaging neka profit kadiki bt athawaizi ikanzuru water