Ladies and gentlemen, YES munotsamwa streki, but zvekupisana SINHI kusvika pakudai is very wrongโฆ๐๐๐๐๐ป Inyaya yekuti ana Vigie vari busy pano, but this must be treated as ATTEMPTED murder.
Hakuna pakambonzi murume wemunhu haadananwe naye... Kana usiri kunaka siya murume anakirwe kunze uko. As long as achidzoka kumba, murume anenge ari wakoโฆ Zvekupisana izvi siyai akadi ku cheka MURUME wake sinhi , coz akada kutamba achiita zvekupisa izvi isu tozodi.? ๐คท
At 25, why compete for attention in a market where everyone is chasing 25-year-olds when older women have already mastered the art of life? ๐
Todo, youโre disrupting the dating economyโ๏ธโ๏ธ
Funny how age-gap relationships are celebrated when the genders are reversed๐
Ladies!!!, stop waiting for men to chase you. Itโs time to take control of your life.
Iโm currently selling Boerboel puppies. If you feed them well and play a little catch with them, trust me they will chase you all over the neighborhood
Mu Zimbabwe vanhu vari pakutsvaga Shuwaโฆ๐๐๐๐ป Ndane 4 days ndichiona munhu uyu whilst am Driving my BMW iseries turbo 1.5 ltrโฆ๐ค. Handichaziye kuti kutengesa ma LAPTOPS here or inyaya yechi K ichoโฆ kana iri yema Laptop this style of ADVERTISING was Discovered 1980 nana CDE ROBBY and it worked very well even pakubvisa ma BRITISH Muzimbabweโฆ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ค
But mubvunzo ndewekuti munhu uyu anoitira WETI kupi or kugeza..?๐คท