@Pk_hvs@IsaacJonas21@freemanchari Have noted that nekuramba uchidzidza hauite mari coz unenge usisina mukana wemabhindauko, wealth creation. Maybe am wrong but zvekudzidza izvi zvirikunditorera nguva yema projects anemari
@timotonho@matinyarare But at least he was honest coz aitaura nyaya yake why he was saying or doing what he was doing or saying unlike most of or some of us.
@Hlengwe1980@adv_fulcrum Haaa chitsvagawo wega, asi ziva hako kuti ma Civil Servants are employed using Public Service Act [Chapter 16:04] yet the Presidium are ellected using the Constitution of Zim and are not Civil Servants. Ndandichiti unozviziva.
@Theme_news80@adv_fulcrum I have a farm helper and ava kusvitsa ten years ndinaye nhasi, am contemplating buying him a heifer ndozvandakadzidziswa nasekuru vangu kuti mubati akavimbika wemakore anotendwa zvisineyi nemubayiro wenguva dzose. Zvakaipei?
@MbiziRangaZK@adv_fulcrum Notwithstanding availability of adequate terminal packages, it's very normal to thank you retirees with goodies outside of their terminal emoluments.
@Theme_news80@adv_fulcrum Kana murikovo kumabasa kunevashandi vanosvitsa makore amudhlandigere zvinokosha kuvatenda nezvibatiso. That's a normal practice unless you are heartless zombies.