We need to strike a balance between ambition and contentment.
Had a deep conversation with a colleague.
Tichangobuda muHigh Court taona bango remota bvatavhunzana kuti tichafambawo nemota dzakadaro here.
My colleague then said ambition haina kuipa but tisanyanyozvipe pressure. We must be grateful for what we have at the moment. He went on to say kuti at times tichiri kuCollege zvinhu zvakatinya aigona kufamba netsoka from UZ to Market square mutown kuti anobata makombi ekuenda kumba kuBudiriro.
Right now he’s a Partner at a certain law firm in Harare, he’s married with two kids, has a car and built a house for his family. He’s doing quite well.
I then reflected on my past and realised that I’m not yet where I aspired to be but I’m right on track and must be grateful for who/what I’m at the moment.
Ehe hapana chakaipa nekuda bango remota asi ambition ngaisabve yatora mufaro wekutadza kutenda nezvaunazvo. Bango remota tinorishuvira asi hatikanganwe kuti takakura tichisunga ma slippers chaiwo newire zvakatinya. Izvezvi takukwanisa kufamba netwimiskoro skoro twedu from point A to point B. For convenience takukwanisa kubooker InDrive. Even for ma distance anofambwa netsoka nevamwe for 2+ hours isu yekombi tinayo.
Takakura tichipisira sugar kuita masamba asi iye zvino takutoti kana coffee isina EveryDay milk hatimwe. Taidya muriwo usina mafuta asi izvezvi takuti hatidye machunks. Chingwa chaicho takuti kana chisina chinhu hatibate. Sadza kana paside pasina nyama harichadzike asi taiisa margarine muma veggie pasina mafuta. Taidzidza kuzvikoro zvekumusha tichidzingirwa fees yeUS$10 chaiyo asi izvezvi takuti hatina vana vanodzidza murokesheni.
Zvimwe tendaiwo. Muchinge madaro moyeukawo vakakurerai nekukuchengetai mukukura kwenyu.
@Tanaka_yasin05 For one person, alone, some of your costs will not be proportional, but what I can say is we stayed 7 days, tiri 4. I can only inbox the amount we spent, ndikataurira pachena pano ndozotanga kuteverwa zvikwereti zvandinazvo 🤣
@Thickslender I bought Restapedic from TV sales after some good recommendations. The bed is ok but makes noise kana ndichiita ma sports. I dont how to file a customer complaint pakadai
@LuckieTaflo I think ngazvitangire pakuti ma employees ema insurance vagone ku explainer kune ma layman. Their explanations are more often than not lousy, half baked and enraging.