@GondaiMutongi Tomboti imbavha, waMuendesa Ku Police manheru womuona adzoka akutonwa doro nemi, ini ndaisa kuisa imba yangu ma glass without those burglar bars asi nekuda kweMbavha ndakatomaisa nema alarm futi saka kana iris Mbavha ngairohwe kana kubvisa mako zvinoita