@rnyami@Brian___Jethro Well the initial comparison referred tp another country,you were also supposed to say what does the SA car tax and insurance have to do with the one in Zim
@Shadaya_Knight Do not mislead people and say ukabuda kunze uku you will enjoy life,tell people kuti kunofiwa nekushanda so that kana vave kubuda they know zvavari kunosangana nazvo,kutora mazihours kuti zvinhu zvibatane ,
@advocatemahere I think they can introduce the system of adding other drivers to the insurance and also allowing the person to confirm if he/she was the person driving the car
@SANDEJAQ Zvakaipei kugara uri bhachura and work for yourself than kushandira mhuri yeumwe murume anotori busy kuenjoyer stress free life achiziva kut haabvunzwe kana mari yefees because pane ari kupusiswa
@mutami_susan@daddyhope Happy family iri built on lies?Up to 3 children munhu achikunyebera woti hanzi kana Mwari akupa usatsvaga zvakawanda,you think being a Christian means chibvuma kupusa