@Blechboi_Dugg@runya_gee@Landelmunyardzi@Hendrix_Drop@Hendrix_Drop dai tiri muBatcave izvezvi pane kanyaya kari kupisa kusvika kana kuma0000. Kana kuti dai tiri high tabva kupit.😂 kana dai ndaswera kuroom kwaVox na leshtoe after study tichiita nyaya dzeRap. Kana kutsvaga chikafu mumaStreets. 🚀🚀 take me back😭