@mamomurozvi Guy this guy he is strong akundwa nekuda kwemari chete pakashanda mari apa ku shafelewa kwakaita system yese paingoshanda mari apo hapana zvaangaite ari ega
@1changamire@ParliamentZim You guys munekamwe kakutipusisa soo. the campaign of zanu pf about cab3.mota dzamapa vanhu coz of this bill zvakutongofanana nema campaign ema normal elections ezec acho maridzamapa vanachabangu nevamwe vese zvakatongofanana izvi saka why muchiti ma elections anopedza mari