@The_Nomad_44@Munyah_Wacho Chivanhu ichi somehow doesn't apply to kids dumbed and grew up in orphanages. But vanizvivikanwa kuti baba variapa zvinhu zvinotofanira kunetsa chete until they are involved. Why?
@Ladyfifi17@penzura_wachoo Andirambi zvangu witch craft is everywhere. But my question is varungu vanoroyana to the extent here yekuti unotadza kuita the most simplest thing.