@nickmangwana Makuona kuti land iri profitable, chimbogadzirai ma roads nemari yema toll gates kana zvanetsa tsvagai an international firm iite auditing vanhu vasungwe
@CMukungunugwa You donโt get right? Haisi nyaya yeku gona or kutadza basa , he need to correct Mugabe mistakes by stepping down at the right time, 2 term limit.
@edmnangagwa I know itโs not related ne post yenyu , but what do you think about this lady, kumuita tourism ambassador. Follow her on instagram Mr President!
@edmnangagwa Ko to itawo when ma apps akaita sana takelot, Amazon, temu mu Zimbabwe, tax yenyu munobata, kwete zvekuti tikatenga item pa allibaba, eg ndakatenga foni ye 70$ , ndikabvisiswa $25 ne zimra pandakanotora foni ku post office! Hausi kubirana here ?