You should've not explained anything bro. It's your secret yes but zvekuzopa lecture zvaakuita se justification yekuwana munhu akadyiwa. Stop promoting promiscuity, vasikana ngavazvibate. Kuzvibata ikoko ndiyo first step towards a health and peaceful marriage. Usatambe nekufunga kuti ndiyani akadya. Peace unoiwanepi pakadaro?
@Motiont43s Time will tell baba. Zvobatsirei kuita grandmaster nyika isina mabasa. Politicking and economic development are two different things ka vakomana.