@drDendere@Hon_Kasukuwere Doc, that man knew everything that was done in his name. He bragged about his fierceness on national TV. Let's not be polite to authors and perfectors of our suffering. Koooo vaizviita ma 'sovereign' kaaaa ana Tyson ava. Very cruel, that one.
@LynneStactia Kubva pakabudikira Geza BP rangu rakadzika zvisina kupachiremba mazimari , mari yachiremba ndakaisa kudata and its working , Geza kutora BP yangu kuisa kuzvigananda๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ
@nickmangwana Ndizvo zvatiri kukumakirai izvozvo zve none but ourselves. You prioritize the mafidiz and zviganandhaz comfort, leaving the ordinary citizens to suffer in their motherland. Muchamhanya zviri legendary rimwe zuva. Mune hutsinye hwakakomba. ๐ฎ๐ฎ๐ฎ
@nickmangwana Ngaatange arwisana ne Tsikidzi dzanetsa mu Environment yeMbare. Akagona izvozvo pamwe tingawone husiriyasi hwake pabasa. Coz tatoneta ne kakistocracy yaED, clueless and zero performance.
@daddyhope If it's Mohadi, then hapana 'big' apo nekuti agara huVP hwacho aihushandisa kutsvaga vakadzi. Zero benefit kunyika. Plus agara akato resigner paya paakati "I can't". Also, ED ndi ganandha-father, haashaye chiganandha chokupfekerapo. Hazviite. Vacancy ndiyo yaitononoka kubuda.