@_calton_05@CrimeWatchZW Hapana kana cent raanobvisa ndobasa re insurance ini chere ndege tosangana ikada zvemukonyo muroad topedzera nyaya ku insurance
@matinyarare Wangu iwewe pedzai nyaya dzenyu ikoko pawaimbodya waizviita chigananda now that wasiiwa waakutinyangadza uri wekumama
Ukuudza ani kuti tidini
Unomboita nezvei
Taikuziva uchizviita mu zanu pf iwe dhemeti