A maize surplus, a record tobacco season with 255.9 million kilograms sold by Day 52, record gold output on a USD 4,800 per ounce gold price, and a dairy sector approaching self-sufficiency constitute the strongest single-year agricultural performance in Zimbabweโs post-land-reform history.
@chidawaTee Do you mean to say in Zanu PF no one can't continue with National Projects except ED from my understanding those are national projects and the party supports that not kuti ED ega ndiye ane muono wekuti nyika ivakwe vamwe vese muZanu hatina muono iwoyo haaa tagosiyanei neMugabe
@FelySMutsakani Fell uri munhu wechidiki iwe usaite propaganda dzakadhakwa sooo for someone like you wakuita semunhu we kumusha uko anongonyepa nezvinhu zvotosvodesa
@RexMidzi In some areas cattles were taken and ndomombe dzavakaisa mumaprazi avo vachizotsvagira mabhuru but vaitora dzose dzakanaka vachidziita dzavo and vaisiya vagura mwiswe yaigurwa kwahi toda kuwana dzisipo todzoka padhibhi rotevera now vakuda compensation for what koisuo
@dereckgoto Cde why fuming at someone at the border yet in Milton Park flag yavo inenge iripadivi neyenyika and you are not doing anything about it vharisai chiNGO chavo muHarare umo muku varegerei vachidero
@daddyhope Unfortunately this isn't fair he is an MD yet there is Foreperson Senior District Engineer District Manager Engineering Manager and General Manager why MD they should fire GM/EM/DM because he is the one directly in contact with the operations apo vangomumakao Gurupira