@wicknellchivayo@wicknellchivayo Apo ndaona pakanzi ADVOCATE, brain dzangu dzamhanya kufunga kuti it's @advocatemahere. Ko mukango mupawo, just giving her not kuti for any reason of her doing something but just a random gift, you know
@wicknellchivayo@wicknellchivayo haa honestly am jealous. Ndichazomuona wo here Victor uyu, kana changu kungoona wamwe wachienda kunomuona.
Congratulations ๐ ๐ Mukuru weMazuva
@wicknellchivayo This gesture really caught my attention (pamusoroi) kana uchidarika nepamberi pevakuru or vanoremekedzwa. Mukuru wemazuva pihwai 2ltrs Coke kwamuri ikoko ndouya ndichibhadhara. With all that money you have hunhu still at ๐ฏ%
@wicknellchivayo@wicknellchivayo Mukuru wemazuva. Inini zvangu ndiri kuda kupa sando to adzimai wenyu mai Chivhayo wanokutenderai kuita basa iri. Havasi wese wanotendera varume wavo kutambanudzira ruoko kune vanhu wasiri semumba ruoko. God bless you baba namai Chivhayo
@shumbakadzi_zim What's wrong about kuita barika. You can't take it kuti munhu va president ari pabarika. Barika it's an African culture, even mubhaibheri vanhu vaitove nevakadzi hobho