Then there are so called "Agents" varikunyepera vanhu kuti vanovawanira mabasa and they are busy scamming people of their hard earned cash. here is one such person ane chi group chake pa Harare apa. ecocash name "Captain Madyano".
HANZI NA #Olinda MURUME CHAIYE HAAPIWE MOTA NEMUMWE MURUME KKKKKKKKKK. INI HANGU MOTA NDINAYO. BUT #Olinda FUTI AZOTI MUNHU WESE APIHWE 1K KKKKKKKK SAKA NDAMIRIRA YANGU THAZA KKKKKKKKKKK TOUCH LETS GO 🤣
@ndues_boy ENDA UNOONA VIKITA