@MacBelts Old audios that we have heard before.
Hanya nani😎 really there is bigger fish to fry‼️
Hazvichinje economy izvo its rubbish.
All Content Creation,blogging& side shows
Focus on bigger issues mhani aaah zvakubhowa.
These guys know each other.
Just because mumwe was not recording
@CadreShangrila But Sabhuku supported Boss Para mumwe akatsamwa .
Hondo dzacho mese dzakubhowa ralashai muchitaura zvanakaka zviri kuita nemukuru wenyika ne team ravo mhani.
Avo vari two havasi kana muma structures wani.
Asi munokundwa navo kurakasha.
Just ignore them
@begottensun@matinyarare Then ukanzwa wozodini.iwe unotairawo kungoti you don't get recorded chete @begottensun Ukanzwa wozodini.
Kuri kuda nyaya chete🙄🙄
Leave these people be @begottensun .
Vanozivana vanhu ava.
Muchatambiswa bhora risina mweya muchiitiswa ma side shows.
@cozwva And who is Cde Kembo D Mohadi by the way?Is he not a VP too?Asi he has no rights say Yes or No?VP Chiwenga is not the only VP.
Hindava kumuira right off
@matinyarare@Israel_Chiduri@nickmangwana@CMukungunugwa@marapira_farai Wapinda busy ka nekuita debunk.
Unonyanya Rutendo stop attacking &do your thing.
Name dropping,screen shotting,playing recorded voice notes is not professional.
Uchashaya achakunyeurira chinhu nekuti hauna hana.
Asi wakarambidzwa kuwona H.E ndoo chokwadi you know that?
@BaShonaBaShona Rutendo is unhinged dai marega kumupa nguva murwere anongorwa ne vanhu.
Stop giving him attention ateverwe nevasingazive.
He is menatally unstable,a liar,&anozvifonera.
Hana basa.
Basa kuita extort money netunyambo twake🤣🤣🤣❌️❌️‼️
@snowballOfficia Rutendo Matinyarare itsotsi anoda kubhilivisai &kutaurisa& recording people.
Surely people now know kuti he makes a living from that,blackmailing people ne ma audio& screenshots.Akazobatw aachida kuita record President,President did not meet him😎❌️.
Muzivei mufana uyu‼️
@matinyarare You try too hardRutendo&the obssession na Tagwirei yakubhowa.
Hauchina vanhu vanokuterera iwe tora mari ne mota uri zii🤐.
Usati vanhu havana nyaya dzako nema V11 Tagwirei achikuita reject uchizhambira attention yake.
Sit down mhani nxaa
@TembaMliswa@cozwva@paultungwarara
@Wachewee Where did you get the lies that Tich Mataz went to Ruzawi.
Imi musanyepa akadzidza ku Houghton Park Primary Tich Mataz akatoita prefect&headboy.
Zvimwe musangonyora nhema.
Munhu aingogona chirungu.
Please spare us the lies❌️❌️😎
@EngineerBhebhe Tibvireipo netunyaya tweku Temu utwu.vanhu vototadza kufara,do you think Matemadanda was not clever.
Zviri kunzi he was admitted in a Harare health institution abva ku meeting then moda kubatanidza please sit down