@PercyShayamunda@CrimeWatchZW 2024 ndakasangana nazvo kukadoma ndichiona Afcon mu club tikasungwa mangwana vakati varikuda ma fine tikabhadhara ma $30 ini vakandinyora kuti violence apa ndaingoona bhora .umwe mukomana akanzi public drinking apa iye haamwe doro ..kind you dzaive kuma 11 pm