@MJairosi exactly zvayiitwa naTete wangu waitaura nyaya dzekaresa asi wachikanganwa zviri recently. waigona kutotanganwa mwana wawo kuti ndiani womupa rimwe zita kana kuti ndisekuru nhingi. so dementia is very serious..end result ED wachazongorowa munhu muzvimeeting izvi mark this tweet
This was yesterday in Victoria Falls. The best way to remove a corrupt & brutal regime whose leader is now incapacitated by senility is to act.
(1) A spirited mass demonstration
(2) An indefinite stay away, with all schools, companies & gov't institutions closed until he is gone.