@MamoyoT Ucha nyarara hako kani chitima hachi miri kana nguva yakwana. Instead of showing vanhu the real opposition bzy kuto blasting zviripo , imi ndimi maZANU chaiwo hiding and posting as if you like opposition nhema . Start something if you are a real opposition.
@MusengeziSybeth More over vhenda and Phedi from Limpopo they stood with zims team no no let's not do that . They are also be called kwere kweres no no guys maitwa sei
@KarenyiKore Thank you sisi and my eyes were on you naMamombe. One chasara chinhu go back you guys to the drawing board and talk . Moti kuvadza neBP please. Chemedzanai tukanai maka vhara madoor till you guys come out with something . Mkuti kuvadza vanhu weee.
@bla_bidza Mwana akanozvi torera sick kana AIDS motuka baba namai here imi . Payaka Mira kana kuuuuu ....a vaiveko itai mushe just write zvaChamisa uri free not kupinza munhu paasinga kwane.
@JoanaMamombe@LynneStactia Ehe at list tikuku wonai and zvinopa vanhu venyu kahope keku ramba zvatinenge tichinzwa. Ipapa ndipo patiri kuku wonai chaivo Ivo . Not zvana Hwende ziiii hake opposing unnecessary things leaving important thing to debate.
@MateteYoung If you hear him saying Chaka nwirwa chinhu ichi he mean iye akachi nwira sure uyo. Pointing fingers to others faster Ari iye akachi nwira imhofu mhesva mkono kuda kushatisa vamwe . Not even one word achi opposer this bill muparliament uyu
@MateteYoung@ropamakumire Where is @JoanaMamombe young and energetic women who are you serving my sis stand up guys if you mean it as u said guys support each other.
@ChikomoPrazen Problem yavapo ndeye relevance kuti uyu anzwike or kuti uyo awane vanhu the elephant n the room is Chamisa so we must by all means kumu purira pasi leaving the real enemy walking free. Imagine
@bbmhlanga@nelsonchamisa@MadzibabaV Muruwa rwaibva Josefa there was a many young and old people who was good to lead or give instructions to anyone in the village , but they only noticed something in Joseph and that's were the hurt start . Pane zviri apo zvino ita kuti vaviwe naye. Mazita mazita plse.
@BitiStanford Same nemi akoma why can't you go and support those who stand like man ,than making a lot of noise kune munhu wamaona kuti he run away imbwende . Zvicha batsirei . Tsvagai mumwe chinyararire.
@HardTalkZw If we have problem with one of these 2 let's follow our hearts , it's either leave him and press unfollow then press follow on Tmba why are we wasting ur energy isu tiine genuine opposition like Timba . Let's go kuhandle yaTimba and make our noise there supporting him than here.