@ZimFirstLady Then i think if you are the mother of all Zimbabweans you should do the same when opposition activists are detained for airing their views.
@snowballOfficia Elon Mask ane ma bussiness anoziikanwa even Trump wacho besides being the President he also owns bhizimisi that you can google and see for yourself. Saka isu noise yedu ndeyekuti . What does your tenderpurenyuwa do exectly
@runya_gee mukuwasha haana ngozi chero akaona the nakedness of amai vemukadzi nekuti vese vatorwa from each other than kuti mwanakomana aone the same when looking after his mother
@TembaMliswa The same should go to your friend Tagwirei, we know he helped your friends on the coup that removed Mugabe but he should be stopped from looting public funds, Russia also helped us during the liberation struggle but they are not looting like him
@KMutisi Sha kana Tagwirei achikupa mari iwewe zvirikunakira iwewe so dont expect everyone nesuwo tisina ma land cruiser atakapihwa kuti tiite same view with you. we know whats good for us. Usatimanikidze
@CMukungunugwa Ko ingawani not so long ago maiti hee vanhu variktaura zvisiri izvo pamusoro penyika yedu everything is fine with our health system. Saka ma photos awo wamawanepi kana zvinhu zvanga zvakanaka. Musatidaro guys