Thank you for the wonderful message my dear brother. Let me not keep you waiting Go and see Madzibaba Chipaga tomorrow morning and collect your Aqua and 10 thousand USD cash... Tichiri ipapo mhanya upihwe ma registration details aye na Chairman Mr Marriot wobva wasiira Madzibaba Chipaga magwana pauno tora mota yako. Iwe se munhu ava ne mota chi mhanya mhanya ubatsire utsvage brand-new bus because 20 anga ari ku FARAMATSI ese ndakama tengera ku MASOWE handikwanise kubvisa rimwe masangano edu aka wandisa. They range from 190 - 250 thousand USD depending on the spec kana washaya you can go to South Africa ndiri munhu Mukuru I CAN'T PROMISE AND NOT DELIVER. Wariwana pihwa invoice wodzosera pana Madzibaba Chipaga ivo ndivo vachazokupa proof of payment ndabhadhara then bhazi rouya ku team yenyu. Woudza Madzibaba Chipaga kuti vatsvage brand-new 2026 TOYOTA Fortuner yekuti tozopawo CHAIRMAN venyu Va Marriot musi watinovapa bhazi re ma players. Muchiri mese na Va Chipaga unovati hanzi vana vangu vaye 30 nherera dzangu dzepa moyo dzeku CAPITALK FM ndinovimba mazuva mashoma shoma anotevera vachange vava ne mari dzavo saka iye ngaava tsvagire ma Aqua aye aka cheaper going for 50 dollars vese vari 30 se vanhu vanenge vaine mari dzavo zvakaipei vakazvi tengera mota dzavo dzaka cheaper. Kana ku MASOWE ini ndinonzi CHINE NHARO mazita angu akawanda rimwe racho ndinonzi KUITA handina DEFEAT and I take things personally when I lose so ALL I DO IS WIN WIN WIN NO MATTER WHAT...What upsets me the most is most companies go 3 or 4 months without paying workers salaries but superiors raise their big heads and try apply so called corporate governance rules when they receive amazing gestures like this. Salaries on time first and good working conditions then apply your CORPORATE GOVERNANCE later or else be the first CEO to BREAK THOSE SENSLESS RULES...Dai zvakanzi Va Chivayo tinoziva muri Baba vedu ndimi Baba we ma rudzi ABRAHAMA we vanhu vatema uye MURI GUNGWA RISINGAPWI chichemo chedu chinoti CEO vedu vanzwa ne ma Kombi dai ma Fortuner aya mawedzera maita ari 4 imwe topa CEO na GM na nhingi mari iyi moti wedzerawo kamwe ka 20 pamusoro isu ma Chef toita ma 5 each I WOULD HAVE SAID YES with pleasure...Zvino utwu tu Madhara tweku funda muno tuziva inobva yanzi CORRUPTION yobva yazo tengwa ku makata yonzi we need NEW LEADERS...😂🤣...CORRUPTION yei uye yekudii ipapa your staff have been blowing up my phone for months begging me for an interview and I had to spare my precious time out of my extremely busy schedule. Interview yese 1 hour the chair was very uncomfortable ndanga ndaka gara ne garo rimwe chete ndichitya kudonha 😂🤣...Bvisai zvi mitemo zve COLONIALISM and allow the wealthy to SPREAD THE LOVE freely wherever they go and as they please...ENOUGH SAID... CASE CLOSED...HAPPY SUNDAY...