@DivaMandeya That's what your own opinion but that is the fact .Some will die leaving money for their families Some will leave sanctions .If you will leave money from the cake of sanctions Congrats
@LazzieT_ @nelsonchamisa Say that again being mukomana doesn't make him wise.Apa anoti ndakatonga ndodzosera nyika payakasiyiwa nava Mugabe .Ndokufunga kwemukomana ikoko.
@nickmangwana@edmnangagwa Well done .Well done .I will live to speak good about my country. Iam known for standing positive about my beloved Zimbabwe ๐ฟ๐ผ
@nelsonchamisa At least some people are nolonger unemployed. As for me opposition in Zimbabwe its a way of creating employment for those close to the part president
@DMwonzora Vamwe vanotoshayina nekuti vanhu vedu varikurohwa.Unopera hutano mahara ukada kurohwa kuti tikuone pa social media.Hautano once lost its gone.Chamisa haana storeroom ye replacement of body organs
@DMwonzora Handina hangu political part asi murinani Pana chamisa anoti anoda kudzosera nyika payakasiyiwa na Mugabe shuwa.Mugabe akatisiya tiri ma border jumper.Andisvota hake Chamisa ne statement rake.Mugabe shuwa .Keep the vision of Tsvangirai