@TeeMhazo Ini baba ndakatorishaya basa ndariwana paku signer contract kwakuona kut Saturday iripo sometimes ndikati haaa apa hachiona unless mati ini ndoshanda Sunday to Friday vakati hazviite...saka haaa variko baba sesu, vamwe vaya havasi pamwe chete nesu asi bus nderimwe chete
@hatiperi_wacho Messi aisatombo pressa zvake zvekudaro during ma matches ese aimaka paadira aisamhanya like zvinoita vamwe haaa rodri wainyora every angle