@chigodwe Vanhu vakamuomberera hopewell akafunga ndiye ane yese. Dzungu negodo anozviwanza. He needs to be level headed as a so called "award winning" journalist. Akaita chi government in exile thinking people will leave chamisa & support him.kkkk vakaita blue tick him saka hazvipere
@CdeNMaswerasei@BitiTendai@DMwonzora@DrThoko_Khupe Vanhu manje havaudzirwe wekutamba naya ndipo pamunoirasa. A lot of people know the truth no amount of mudslinging will work against chamisa. If biti,sikhala and ngarivhume were genuine why are they not uniting on their own? Mumwe akavhumuka government in exile ,aripi zvino.
@CdeNMaswerasei Imi munoda kupihwa hope nemumwe murume imi muchiiteyi? Itai imi musiyeyi akadaro kana akatengwa ndizvozvo hakuna asirikuda kurarama. Its an oppprtunity for you to come in do what nelson can not do. Mungatadze kufema nekuda kwemunhu one here
@CdeNMaswerasei Hapana truth yamurikutaura apa. Maida aite hondo here? Didn’t yiu see what happened from the time mwonzora took mdc house? Pakauya tshabangu and the rest is history. Munoda kuti asungwe kuti muti munhu akashinga aaah imi itai mushe
@VMusinachirevo Arsenal should have won the league cup without any problem if they had maintained their 12 point lead. The pressure is now too much for the team,one silly mistake can mess up everything. The way people talk one would think its man city that was leading by 12 points kkkkkk
@ManCity Cherki is not a serious player. I think pep tolerates this boy too much, not a someone to rely on. He has to get in as a sub, he used to play seriously when he was not commanding first 11 jersey. Nxaaaa
@BrianRupiya Waida aite chii as a politician iye asiya? Vanhu munonyora manyatsofunga or munongoyora nekuti makavenga munhu? Munhu akati ndasiya zvoreva haasi mudariro ka