@CrimeWatchZW Mazimbo its high tym tiudzane chokwadi as of now nyika yedu haina mutemo iri paAuto pilot so my advice guys siyai zvibhodhoro coz mafake ndoawanda inini l my last option is nyati kana ndisina mari even jamerson unomwa Rangers necrunberry uchifunga kuti ukurira kkkk
@QThedot1@muvengwa_t Haah ukaona uchitowana basa kuSwift it means unogona kudriver and 1 thing you guys dont understand is basa redriver matrucks rakazara muzim as long uchigona kubata mota inini longest period yandakagara paden ndisinga ende kubasa i2months chete saka zvekuti mota yecompany kudhara
Nemiwo hamunzwewo kunyara here uchifamba ne rolls royce yakazara dust... nyika yese zvayo hakuna surbub risina road yakadhakwa an ordinary citizen achitambura kuwana ma basics..but mugoona vamwe vanhu avaβ¦Munhu oitisa nyika yese ishaye mapiritsi basa haadzingwi anotowedzerwa salary nebonus .. yekuwedzera kuuraya nyika manjeπ€.mukutojoshesa masalary enyu panekungoitisa tiwane zviri basic..mari yekutenga ma rori emadhodhabhini haiko but yekubhadhara geo pomona ndoiripo aaahhβ¦.ugoona munhu anobva atenga dzimba 5 tomubhigaβ¦ Senyika ikufanirwawo kusvika nguva yeku demander accountability kuvanhu ava..mukuru we department risiri kushanda totengesa ma properties ese toishandisa mari yacho kugadzira department rawakauraya.. hatingati millions of people nema generations to come o suffer because iwewe ukuda kugutsa mhuri yako hoo saka dzedu ndodzisina basa manje?.. The whole country to suffer kuti iwewe wega wega ungo secure hupenyu hwevana vako?