@lleony Winky D akaimba nezva Strive kare.
"Ghetto youths have to Strive
Hamuite mari Masiyiwa fanike Strive
Takamira patiri kuda now we stand to strike
Takuita se Facebook vanhu vese vaisa like"
Go and listen to Gafa Life
@KMutisi@drjaytee87 Mambotarisawo population yeku Japan here mukuru? Kwete Japan yese Tokyo chete? How can you be comparing Japan neZimbabwe? Matorasa nyaya ipapa. When talking about taxes and economics imbomirai kuti compare ne Japan. Tambirai kunana Rwanda uko